Makurukota enyika nomwe dzakabudirira kana kuti Group of Seven (G7) vakurudzira Russia kuti itambire zviri kukurudzirwa neAmerica kuti imbomira kurwisana neUkraine. Vari mugungano reG7 vari kusangana ...
Vatungamiri venyika nomwe dzakabudirira kana kuti G7 vari kutarisirwa nemusi weChina kutanga kuita nhaurirano kuQuebec, Canada wakanangana nekutsvaga nzira dzekubatsira Ukraine iyo yave nemakore ...
Muchikamu chedu chatinotarisa zviri kuitwa nevana veZimbabwe vari kunze kwenyika, nhasi tine hurukuro naVaTsungai Nyangasa, avo vanonyanyozivikanwa nerekuti 'Meya', vari muGaborone kuBotswana.
Gurukota rinoona nezvekudyidzana nedzimwe nyika muAmerica VaMarco Rubio vari muJeddah, Saudi Arabia, kumusangano neUkraine wekuyedza kupedza hondo pakati penyika iyi neRussia. Musangano uyu uri kuitwa ...
Murwiri wekodzero dzevanhu uye ari mutori wenhau, Itai Dzamara, atsakatika muna 2015 mushure mekupambwa nevarume vashanu vanofungidzirwa kuti vaive vasori, asvitsa makore gumi pasina ati abuda pachena ...
Sangano rinorwira kodzero dzevanhu pasi rose reAmnesty International rinoti riri kushushikana nehuwandu hwemadzimai nevana vari kufa pakusungunuka. Muna Ndira gore rino chete, kwakafa madzimai makumi ...
Tsika yekudzurwa kwedzimba dzakavakwa nemapango nemadhaka dzichinyorwa zvidavado zvakasiyana siyana inonzi yave kuita ichipera nekuda kwekushanduka kuri kuita tsika nemagariro. Asi vakawanda ...
The code has been copied to your clipboard.
The code has been copied to your clipboard.
Vakawanda munyika vanoti 2024 igore range risina kumira zvakanaka sezvo bato reZanu PF raitonga nedemo ukuwo bato guru rinopikisa reCitizens Coalition for Change (CCC) rakaparara mushure mekunge ...
Sirogani Yekuti ED 2030 Yopesanisa Vanhu muZanu PF Zvoita Kuti Pave neMapoka Maviri Asiri kuWirirana
Studio7 haina kukwanisa kunzwa kubato reZanu PF kana chiri chokwadi chakaitika, sezvo mutauriri webato iri, VaChristopher Mutsvangwa, kana mushandi mukuru mubato iri, VaFarai Marapira, vanga ...
Sangano reEducate A Girl Foundation rinoti riri kushanda nevanoshaya pamwe nevakatarisana nemhirizhonga uye rakabatanawo nemamwe masangano ari muZimbabwe mukupa dzidziso kuvagari vekumaruwa pamusoro ...
Some results have been hidden because they may be inaccessible to you
Show inaccessible results