Mumwe chiremba Doctor Tich Nyashanu vanoshanda nesangano reMubatirapamwe Trust rinobatsira vanoshandisa zvinodhaka vanoti zvakakosha kuti vabereki vatarise mararamiro ari kuita vana vavo sezvo ...
Studio7 haina kukwanisa kunzwa kubato reZanu PF kana chiri chokwadi chakaitika, sezvo mutauriri webato iri, VaChristopher Mutsvangwa, kana mushandi mukuru mubato iri, VaFarai Marapira, vanga ...
Vaimbove nhengo yeparamende vachimiririra Binga North VaPrince Dubeko Sibanda, vakasungwa nemapurisa pamuganhu weSouth Africa neZimbabwe nemusi weMugovera vamiswa pamberi pedare nhasi. Vakasungwa ...
Sangano rinorwira kodzero dzevanhu pasi rose reAmnesty International rinoti riri kushushikana nehuwandu hwemadzimai nevana vari kufa pakusungunuka. Muna Ndira gore rino chete, kwakafa madzimai makumi ...
Panyaya yekutsutsumwa kwevamwe vanhu kuti vamwe vevashandi vemubazi ravo vanonoka kugadzirisa magwaro anenge achidiwa nevanoita zvezvicherwa, VaChitando vabvumawo dambudziko iri vakatiwo bazi ravo ...
Chitundumusere musere chekambani yemuAmerica yeNorthrop Grumman Cygnus chakatakura zvinhu zvinosvika mapaunzi zviuru zvisere nemazana maviri kana kuti 8,200 pounds kusanganisira masatellites eZimbabwe ...
Mari yemunyika yeZimbabwe Gold kana kuti ZiG iri kuramba ichishaya simba zvakanyanya zvichienzaniswa nedhora rekuAmerica. Nhasi kune dzimwe nzvimbo, dhora rekuAmerica rimwe chete range richitenga ...
Vatungamiri venyika nomwe dzakabudirira kana kuti G7 vari kutarisirwa nemusi weChina kutanga kuita nhaurirano kuQuebec, Canada wakanangana nekutsvaga nzira dzekubatsira Ukraine iyo yave nemakore ...
Chikwata chemaMighty Warriors chasvika nhasi kuAngola kumutambo wekutanga we2026 Women's Africa Cup of Nations uchatambwa nemusi weChina. Chikwata ichi chakavimbiswa kuti chichawana mari yemuhoro ...
Bazi rezvehutano riri kukurudzira varume vane makore makumi mana nemashanu zvichikwira kuti vaongororwe gomarara repasikaridzi kana prostate cancer kamwechete pagore. Nyanzvi yezvirwere zvegomarara ...
Mapurisa anoti asimbaradza kutsvaga mbavha nhanhatu dzakaba mari inosvika mamiriyoni mana mubhanga reEcobank kuBulawatyo svondo rapera. Mapurisa azivisawo mazita evanhu vari kufungidzirwa kuti vakaba ...
Mutungamiri wenyika yeAmerica VaDonald Trump vari kuita musangano nemutungamiri wehurumende yeIreland VaMicheal Martin kumuzinda wavo weWhite House muWashington DC. VaTrump vati havasi kufara kuti ...