Mumwe chiremba Doctor Tich Nyashanu vanoshanda nesangano reMubatirapamwe Trust rinobatsira vanoshandisa zvinodhaka vanoti zvakakosha kuti vabereki vatarise mararamiro ari kuita vana vavo sezvo ...
Mutevedzeri wemutungamiri wenyika yeAmerica Amai Kamala Harris nhasi vatambira zviri pamutemo kusarudzwa kwavo kuti vatungamirire bato reDemocratic Party musarudzo yemutungamiri wenyika iri kuitwa ...
Studio7 haina kukwanisa kunzwa kubato reZanu PF kana chiri chokwadi chakaitika, sezvo mutauriri webato iri, VaChristopher Mutsvangwa, kana mushandi mukuru mubato iri, VaFarai Marapira, vanga ...
Vaimbove nhengo yeparamende vachimiririra Binga North VaPrince Dubeko Sibanda, vakasungwa nemapurisa pamuganhu weSouth Africa neZimbabwe nemusi weMugovera vamiswa pamberi pedare nhasi. Vakasungwa ...
Masangano anoshanda akazvimirira munyaya dzekuchengetedzwa kwekodzero dzevechidiki, dzevanasikana pamwe nemadzimai anoti huwandu hwevasikana vasati vabva zera vari kutengesa miviri yavo senzira ...
Magweta nevatori venhau vanoti nhasi mapurisa ange asinganyanye kuvashungurudza kudare ramejastiriti reRotten Row muHarare kuri kutongwa nyaya yenhengo dzechimwe chikwata chebato rinopikisa reCitizens ...
Mutauriri wemapurisa Commissioner Paul Nyathi vanoti mumiri weGlen View North mudare reparamende VaHappymore Chidziva vanovawo nhengo yechikwata chebato rinopikisa reCitizens Coalition for Change ...
Chizvarwa cheZimbabwe, Amai Emerina Baneng, vanoti shuviro yavo kuona mutungamiri mutsva weBotswana, VaDuma Boko, vachigadzirisa nyaya yekuti zviitire nyore zvizvarwa zvedzimwe nyika pakukumbira ...
Sangano rinorwira kodzero dzevanhu pasi rose reAmnesty International rinoti riri kushushikana nehuwandu hwemadzimai nevana vari kufa pakusungunuka. Muna Ndira gore rino chete, kwakafa madzimai makumi ...
Gamba munyaya dzekurwira kodzero dzemadzimai munyika Everjoice Jeketa Win aizivikanwa nekuti ej akashaya muJohannesburg nezuro. EJ akaberekwa kuShurugwi muna 1965. Ange ave kushanda nesangano ...
Muchikamu chedu chatinotarisa zviri kuitwa nezvizvarwaz zveZimbabwe zviri kunze kwenyika, nhasi tine hurukuro naVaIsrael Magandlazi vanobva kwaGudo kuChiredzi mudunhu reChiredzi asi pari zvino vari ...
Mari yemunyika yeZimbabwe Gold kana kuti ZiG iri kuramba ichishaya simba zvakanyanya zvichienzaniswa nedhora rekuAmerica. Nhasi kune dzimwe nzvimbo, dhora rekuAmerica rimwe chete range richitenga ...