Vamwe vana veZimbabwe vari muSouth Africa vanosanganisira Muzvare Mindy Chiwashira, vaenda kumuzinda weZimbabwe uri muPretoria uko vasiya gwaro renyunyuto pamusoro pemari dziri kunzi dzibhadharwe ...
Mutungamiri wenyika yeAmerica VaJoe Biden nezuro vakakurudzira vatungamiri venyika dzepasi rino kuti vasade kurambira pazvigaro asi vazive kuti ushe madzoro. VaBiden vakati nyika dzine hutongo ...
Mutungamiri wesangano reShamwari yeMwanasikana, rinochengetedza kodzero dzemadzimai nevanasikana, Amai Erkenia Chifamba, vanoti vari kushungurudzwa zvikuru nehuwandu hwevana vari kushungurudzwa ...
The code has been copied to your clipboard.
Tsika yekudzurwa kwedzimba dzakavakwa nemapango nemadhaka dzichinyorwa zvidavado zvakasiyana siyana inonzi yave kuita ichipera nekuda kwekushanduka kuri kuita tsika nemagariro. Asi vakawanda ...
Muchikamu chedu chatinotarisa zviri kuitwa nevana veZimbabwe vari kunze kwenyika, nhasi tine hurukuro naVaTsungai Nyangasa, avo vanonyanyozivikanwa nerekuti 'Meya', vari muGaborone kuBotswana.
Gurukota rinoona nezvedzidzo, vaLazerus Dokora vanoti vana vechikoro vanosvika zviuru zvina nemazana mashanu vakasiira chikoro panzira nekuda kwekuroorwa kana kurooora vasati vabva zera. Pavana ava, ...
Mumwe chiremba Doctor Tich Nyashanu vanoshanda nesangano reMubatirapamwe Trust rinobatsira vanoshandisa zvinodhaka vanoti zvakakosha kuti vabereki vatarise mararamiro ari kuita vana vavo sezvo ...
Mari yemunyika yeZimbabwe Gold kana kuti ZiG iri kuramba ichishaya simba zvakanyanya zvichienzaniswa nedhora rekuAmerica. Nhasi kune dzimwe nzvimbo, dhora rekuAmerica rimwe chete range richitenga ...
Chimwe chizvare cheZimbabwe chinoshanda nesangano rePangea Zimbabwe, iro rinoshanda munyika dzinosanganisira Malawi neTanzania, VaJoseph Njowa, vanoti vadzidza zvakawanda zvavachanopakurirawo vamwe ...
Vatungamiri venyika nomwe dzakabudirira kana kuti G7 vari kutarisirwa nemusi weChina kutanga kuita nhaurirano kuQuebec, Canada wakanangana nekutsvaga nzira dzekubatsira Ukraine iyo yave nemakore ...
Chikafu chakapihwa vakaremara nemudzimai wemutungamiri wenyika Amai Auxillia Mnangagwa kuBikita chinonzi chakabiwa nemumwe mutungamiri webato reZanu-PF zvokonzera mutauro wakanyanya munzvimbo iyi.
Some results have been hidden because they may be inaccessible to you
Show inaccessible results